Rufaro ruri mumwoyo wangu Lyrics – Methodist Shona Hymn 315 Rufaro ruri mumwoyo wangu, Rufaro ndanzwa rudo rwake, zvivi zvaregererwa, Ndinonanga kudenga, Mwoyo unofashaira norufaro.