Rufaro ruri mumwoyo wangu Lyrics – Baptist Shona Hymn 151 Rufaro ruri mumwoyo wangu; Rufaro ndanzwa rudo rwake; Zvitadzo zvaregerwa; Ndinofamba kudenga, Mwoyo unofashaira norufaro.