Zuva rakanakisa Rakapinda ese Lyrics – SDA Shona Hymn 142 Zuva rakanakisa Rakapinda ese Totorasa pfungwa dzenyika Tofunga naMwari Mazwi erudo akanaka Kubva kuna Iye Ku’nza masodzi enhamo Ot’svitsa kudenga Kuti tidzinge zvitema Tayedza tatadza Iye anoona mwoyo Anotibatsira