Ndidzidzisei zvino Lyrics – Salvation Army Hymn 446 Ndidzidzisei zvino Kuti ndikudei; Ndiyamure zvakare Nokuteura, Kuti ndikushandirei Musi nomusi.