Ndakasarudzwa naShe Lyrics – Salvation Army Hymn 543 Ndakasarudzwa naShe, Ndive murwi. Ndakasarudzwa naShe. Muponisi. Kuti vagoponiswa Vamwe vanhu. Kuti ndive murwi Mutsungi weHondo.