Jesu, ndiye hama, zve, anoshamisa Lyrics – Salvation Army Hymn 471 Jesu, ndiye hama, zve, anoshamisa, Jesu anoshamisa sei! Vanhu vangazive, Jesu wakavafira. Jesu anoshamisa.