Jesu anondifadzisa Lyrics – Salvation Army Hymn 500 Jesu anondifadzisa, Kana ndichigara naye; Mweya wangu uzere norudo rwake, Jesu achigara neni.