Ndomuruka, ndomuruka Lyrics – RCZ Hymn 204 Ndomuruka, ndomuruka, Ndiinde kwaBambo; Ndichandoti kwavari: Bambo! Bambo! Ndakatadza, ndatadza, Ndakatadzira imi SHE, nokudenga Handichafaniri kuzoidzwa mwana! Ndomuruka, ndomuruka, Ndi’nde kwaBambo, Bambo!