Muchenjeri wakavaka imba Lyrics – RCZ Hymn 269 Muchenjeri wakavaka imba yake paruware (x3) Mvura yakatsvotsvoma. Mvura yakanaya ukava murove, Imba yakamira dzi! Benzi rakavaka imba yaro pajecha (x3) Mvura yakatsvotsvoma. Mvura yakanaya ukava murove, Imba ndokuzoti, bhu!