Tinouya baba wedu Lyrics – Methodist Shona Hymn 224 Tinouya baba wedu Nezvipo zvedu zvorudo, Tichivonga kuna Ishe wakatipa zvinhu zvose. Ngazvishambidzwe zvikuru Vamwe vagokuzivai Namasimba edu ose Aitiswe basa nemi.