Ndokutendai baba Lyrics – Methodist Shona Hymn 280 Ndokutendai baba Nesimba randinaro, Nokuti ndinogona Kufamba nokumhanya. Ndokutendai baba Navashamwari vangu, Nokuti tinotamba Tifare pamwe chete. Ndokutendai baba Nebasa randinaro, Kudzidza nokuimba Nokubatsira vamwe.