Kamwenje kangu aka Lyrics – Methodist Shona Hymn 282 Kamwenje kangu aka Ndoda kabvire, Kamwenje kangu aka Ndoda kabvire. Kabvire, kabvire, kabvire. Kasavande mumbiya Ndoda kabvire. Handidi kukadzima, Ndoda kabvire. Kabvire She asvike, Ndoda kabvire.