Baba wangu ndinodisa Lyrics – Methodist Shona Hymn 226 baba wangu ndinodisa Kuva wakadai semi, Ndinodisa Mweya wenyu Kuti uchigara neni. Munoziva nungo dzangu, Munoziva zvirokwazvo, Ndiri kukumbira zvino Munondipindurawo. Tarisazve nziyo idzi: 231