Zvabviswa, zvabviswa, zvabviswa Lyrics – Baptist Shona Hymn 156 Zvabviswa, zvabviswa, zvabviswa; Zvivi zvangu zvose zvabviswa; Zvabviswa, zvabviswa, zvabviswa, Zvivi zvangu zvose zvabviswa; Jesu Kristu wabvisa zvose, hareruya; Zvabviswa, zvabviswa, zvabviswa: Zvivi zvangu zvose zvabviswa.