Zuva guru rangu ndaponiwa kutsva Lyrics – Baptist Shona Hymn 171 Zuva guru rangu ndaponiwa kutsva, ___ Katatu ___ Zuva guru ndaponiwa kutsva! Zvivi zvangu zvekare, Handizvidi zvino; ___ Katatu ___ Zvivi zvangu handizvidi zvino.