Uyai mose; tinamate Mwari Lyrics – Baptist Shona Hymn 190 Uyai mose; tinamate Mwari! ___ Pamhidza katatu ___ Uyai mose zvino! Kandirai Jesu kufunganya kwenyu, ___ Pamhidza katatu ___ Uyai mose zvino!