Rine simba Vangeri. (Rine simba.) Lyrics – Baptist Shona Hymn 167 Rine simba Vangeri. (Rine simba.) ___ Pamhidza kana ___ KORASI Ndanguri ndakuudza kuti rine simba. ___ Pamhidza kana ___ Ngariende Vangeri. (Ngariende.) Rakanaka Vangeri. (Rakanaka.) Paridza-i Vangeri. (Paridza-i.)