Mu---mwe angatiponese Lyrics – Baptist Shona Hymn 174 Mu---mwe angatiponese; (Jesu chete, Jesu chete,) ___ Pamhidza katatu ___ Jesu Kristu chete! (Hareruya!) Ten---dai kuna Jesu Kristu, (Tendai Jesu, tendai Jesu,) ___ Pamhidza katatu ___ Tendai Jesu saShe! (Hareruya!)