Hakuna nzvimbo; hakuna nzvimbo Lyrics – Baptist Shona Hymn 158 Hakuna nzvimbo; hakuna nzvimbo; Hakuna nzvimbo kudenga; Hakuna nzvimbo yavakaipa; Hakuna nzvimbo kudenga. Iripo nzvimbo; iripo nzvimbo; Iripo nzvimbo kudenga; Iripo nzvimbo yavanotenda; Iripo nzvimbo kudenga.