Muviri wangu wofa Lyrics – AFM Shona Hymn 70 1. MUVIRI wangu wofa, Unorinda paguva, Unokwira mweya wangu, Unopona paguva. 2. Nyama inozodyiwa. Nehonye pane guva: Mweya unomusha wawo, Uri ikoko kudenga.